Svetuka kuchirochemo

B

Kubva Wikipedia
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz

B (ridoko b) ndiro bhii rechipiri mumabhi eChiratini ne Chikriri, uye rinoshandiswa wo mukunyora Chishona charizvino, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChingezi, nekuti ibhii revupau[C 1]. . Bhii rekuti B rakabva kuChigiriki.

Mashandisirwo a-B[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mumhanzi B chinyorwa.
  • Mukurapa, B nderimwe mhando ye ropa
  • Mu Chemushonga, B mucherechedzo wechinhu che Bhawaraki
  • B bhurendi yehambautare yepasirose inobva kuBherujyamu

Mazwi eChishona ane-B[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

B ane haka ndiye B weChishona revupau.

Ringai futi peji re: ChiShona.

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. implode., implosive., bhii rinopauka